Leviticus 13:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana ikaramba iciʋonekwa paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge, ihosha inoɓuɗa; unofanira kupisa cinhu ico cinehosha nomŋoto;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana zvikabuda zvakare pachipfeko, kana pamucheka wakarukwa, kana pachinhu chedehwe, zviri kupararira uye chose chine maperembudzi chinofanira kupiswa nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana ikaramba ichionekwa panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe, ihosha inobuda; anofanira kupisa chinhu icho chine hosha nomoto;
Shona 2009?
asi kana ikaramba ichionekwa panguvo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedebwe, ihosha inobuda; anofanira kupisa chinhu icho chine hosha nomoto;
Shona SUB 2002 Bible
asi kana chikaramba chichionekwa panguo, kana pakarukwa, kana pakakoswa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe, chirwere chinobuda; anofanira kupisa chinhu icho chine chirwere nomoto;