Leviticus 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana pakafunuka paciramba pacinyeŋga paganda, amboɀiratidza kumuprista kuti anzi wakanaka, ipapo unofanira kuɀiratidza ɀe kumuprista;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana tumapundu tukapararira nomuviri wake shure kwokunge azviratidza kumuprista kuti zviziviswe kuti akachena, anofanira kuenda kumuprista zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana pakafunuka pachiramba pachinyenga paganda, ambozviratidza kumupristi kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumupristi;
Shona 2009?
Asi kana pakafunuka pachiramba pachinyenga paganda, ambozviratidza kumuprista kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumuprista;
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana pakafunuka pachiramba pachipararira paganda, ambozviratidza kumupristi kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumupristi;