Leviticus 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo womunhu unamaperembudzi nomusi wokunatswa kwake: Unofanira kuiswa kumuprista;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iyi ndiyo mirayiro yomunhu ane chirwere panguva yake yokucheneswa kana auyiswa kumuprista:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyu ndiwo murao wemunhu ane chirwere chamapere pazuva raanochenurwa, ngaaunzwe kumupristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiwo murayiro womunhu una maperembudzi nomusi wokunatswa kwake: Unofanira kuiswa kumupristi;
Shona 2009?
"Ndiwo murayiro womunhu una maperembudzi nomusi wokunatswa kwake: Unofanira kuiswa kumuprista;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiwo murairo womunhu una maperembudzi nomusi wokunatswa kwake: Unofanira kuiswa kumupristi;