Leviticus 14:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muprista unofanira kupisa cipiriso cinopiswa, necipiriso coʋupfu pamsoro peartari, kuti muprista amuyananisire, anake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
agochipa paaritari pamwe nechipiriso chezviyo, agomuyananisira, uye achava akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaapire mupiro wokupisa nomupiro wembesanwa paatari. Nokudaro mupristi achamuripira, munhu iyeyo anobva achenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mupristi anofanira kupisa chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu pamusoro peatari, kuti mupristi amuyananisire, anake.
Shona 2009?
muprista anofanira kupisa chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu pamusoro pearitari, kuti muprista amuyananisire, anake.
Shona SUB 2002 Bible
mupristi anofanira kupisa chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu pamusoro peatari, kuti mupristi amuyananisire, anake.