Leviticus 14:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino muprista unofanira kuɓuɗa kunze kwemisasa, muprista agocerekedza munhu uyu; kana akaʋona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu unamaperembudzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista anofanira kuenda kunze kwomusasa agomuongorora. Kana munhu aponeswa kubva kumaperembudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino mupristi anofanira kubuda kunze kwemisasa, mupristi ugocherekedza munhu uyu; kana akaona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu una maperembudzi;
Shona 2009?
zvino muprista anofanira kubuda kunze kwemisasa, muprista ugocherekedza munhu uyu; kana akaona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu una maperembudzi;
Shona SUB 2002 Bible
zvino mupristi anofanira kubuda kunze kwemisasa, mupristi ugocherechedza munhu uyu; kana akaona kuti chirwere chamaperembudzi chapora hacho kumunhu una maperembudzi;