Leviticus 14:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kuɓayira njiʋa imŋe, kana kana kenjiʋa, seɀaanogona kuwana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo achabayira njiva kana hangaiwa diki izvo zvaanogona kuwana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana;
Shona 2009?
Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana;