Leviticus 14:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaanogona kuwana, imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa, pamŋe cete necipiriso coʋupfu; kuti muprista ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imwe sechipiriso chechivi neimwe sechipiriso chinopiswa pamwe chete nechipiriso chezviyo. Nenzira iyi muprista achayananisira pamberi paJehovha, panzvimbo youya anofanira kucheneswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe ive yomupiro wokupisa pamwechete noupfu hwemupiro wembesanwa. Nokudaro mupristi achapira mupiro wokuripira pana Tenzi wokuitira munhu ari kuchenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvaanogona kuwana, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa, pamwechete nechipiriso choupfu; kuti mupristi ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehovha.
Shona 2009?
sezvaanogona kuwana, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa, pamwechete nechipiriso choupfu; kuti muprista ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
sezvaanogona kuwana, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa, pamwechete nechipiriso choupfu; kuti mupristi ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehovha.