Leviticus 14:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo wehosha yamaperembudzi kumunhu usiŋgagoni kuwana ɀakakwanisira kunatswa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo mirayiro pamusoro pouyo ane chirwere chamaperembudzi uye asingakwanisi kuuya nezvipiriso zvinofanira kupiwa kuti acheneswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyu ndiwo murao womunhu anenge aine chirwere chamapere asi asingakwanisi kuwana chokuti achenurwe nacho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo murayiro wehosha yamaperembudzi kumunhu usingagoni kuwana zvakakwanisira kunatswa kwake.”
Shona 2009?
Ndiwo murayiro wehosha yamaperembudzi kumunhu usingagoni kuwana zvakakwanisira kunatswa kwake."
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo murairo wechirwere chamaperembudzi kumunhu usingagoni kuwana zvakakwanisira kunatswa kwake.”