Leviticus 14:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana maȿika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti iʋe yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mapinda munyika yeKenani iyo yandiri kukupai senhaka, ndikaita chirwere chinopararira chamaperembudzi muimba iri munyika iyoyo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana masvika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti ive yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu;
Shona 2009?
"Kana masvika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti ive yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana masvika kunyika yeKenani, iyo yandakupai, kuti ive yenyu, kana ndikaisa chirwere chamaperembudzi muimba yenyika yenyu;