Leviticus 14:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muridzi weimba unofanira kuʋuya kuzoʋudza muprista, aciti: Ndinoʋona kuti imba yaŋgu ineŋge inehosha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muridzi weimba anofanira kuenda kundoudza muprista kuti, ‘Ndaona chimwe chinhu chinenge maperembudzi mumba mangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muridzi wayo ngaauye kumupristi amutaurire kuti, ‘Ndiri kuona zvinenge chiundudzi chechirwere mumba mangu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muridzi weimba anofanira kuuya kuzoudza mupristi, achiti, ‘Ndinoona kuti imba yangu inenge ine hosha.’
Shona 2009?
muridzi weimba anofanira kuuya kuzoudza muprista, achiti, `Ndinoona kuti imba yangu inenge ine hosha.'
Shona SUB 2002 Bible
muridzi weimba anofanira kuuya kuzoudza mupristi, achiti, ‘Ndinoona kuti imba yangu inenge ine chirwere.’