Leviticus 14:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muprista unofanira kuraira kuti ʋabvise mabge anehosha paari, ʋaakandire panɀimbo isina‐kunaka kunze kweguta;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anofanira kurayira kuti matombo ane utachiona abviswe agorasirwa kunzvimbo isina kuchena kunze kweguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mupristi ngaati vabvise mabwe ane chiundudzi andokandwa kunze kweguta kunorasirwa marara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mupristi anofanira kuraira kuti vabvise mabwe ane hosha paari, vaakandire panzvimbo isina kunaka kunze kweguta;
Shona 2009?
muprista anofanira kuraira kuti vabvise mabwe ane hosha paari, vaakandire panzvimbo isina kunaka kunze kweguta;
Shona SUB 2002 Bible
mupristi anofanira kuraira kuti vabvise mabwe ane chirwere paari, vaakandire panzvimbo isina kunaka kunze kweguta;