Leviticus 14:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana hosha ikadzoka ɀe, ikaɓuɗa muimba iyo, mabge ambobviswa, imba yaparwa nokuʋuyiwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana maperembudzi akaonekwa zvakare mumba mushure mokunge matombo abviswa imba yaparwa yadzurwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana chiundudzi ichocho chikadzokazve mumba muya makambobviswa mabwe mukaparwa mukadzururwa patsva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana hosha ikadzokazve, ikabuda muimba iyo, mabwe ambobviswa, imba yaparwa nokuuyiwa,
Shona 2009?
Kana hosha ikadzokazve, ikabuda muimba iyo, mabwe ambobviswa, imba yaparwa nokuuyiwa,
Shona SUB 2002 Bible
Kana chirwere chikadzokazve, chikabuda muimba iyo, mabwe ambobviswa, imba yaparwa,