Leviticus 14:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kuputsa imba, namabge ayo, namatanda ayo, nevu rose reimba, ndokuɀitakurira kunze kweguta kunɀimbo isina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inofanira kupazwa, matombo ayo, mapuranga nokudzura kwose, zvotorwa zvoendeswa kunze kweguta kunzvimbo isina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino anofanira kuputsa imba, namabwe ayo, namatanda ayo, nevhu rose reimba, ndokuzvitakurira kunze kweguta kunzvimbo isina kunaka.
Shona 2009?
Zvino anofanira kuputsa imba, namabwe ayo, namatanda ayo, nevhu rose reimba, ndokuzvitakurira kunze kweguta kunzvimbo isina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino anofanira kuputsa imba, namabwe ayo, namatanda ayo, nevhu rose reimba, ndokuzvitakurira kunze kweguta kunzvimbo isina kunaka.