Leviticus 14:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye aninani unopinda mumba paŋguʋa yose yokupfigwa kwayo ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munhu upi noupi achapinda muimba iyi painenge ichakapfigwa achava asina kuchena kusvika manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anopinda mumba iyo panguva yainombonzi igare yakapfigwa achava akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye ani naani unopinda mumba panguva yose yokupfigwa kwayo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Uye ani naani unopinda mumba panguva yose yokupfigwa kwayo uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Uye ani naani unopinda mumba panguva yose yokupfigwa kwayo uchava usina kunaka kusvikira usiku.