Leviticus 14:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakaʋata muimba iyo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose achavata kana kuti achadya ari mumba iyoyo anofanira kusuka nguo dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu wakavata muimba iyo, anofanira kusuka nguo dzake.
Shona 2009?
Munhu wakavata muimba iyo, anofanira kusuka nguvo dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu wakavata muimba iyo, anofanira kusuka nguo dzake.