Leviticus 14:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi shiri mhenyu unofanira kuiregedza, kuti iende hayo kunze kweguta kusaŋgo; saiɀoɀo unofanira kuyananisira imba iyo, kuti iʋe yakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo anofanira kuregedza shiri mhenyu kuti iende hayo kunze kweguta kusango. Nenzira iyi achayananisira imba uye ichava yakachena.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaaende kunze kweguta aibhururutse itetereke zvayo nesango. Ndiko kuchenura kwaachaita imba iyoyo, ichibva yava isina kun'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi shiri mhenyu anofanira kuiregedza kuti iende hayo kunze kweguta kusango; saizvozvo anofanira kuyananisira imba iyo, kuti ive yakanaka.
Shona 2009?
asi shiri mhenyu anofanira kuiregedza kuti iende hayo kunze kweguta kusango; saizvozvo anofanira kuyananisira imba iyo, kuti ive yakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
asi shiri mhenyu anofanira kuiregedza kuti iende hayo kunze kweguta kusango; saizvozvo anofanira kuyananisira imba iyo, kuti ive yakanaka.