Leviticus 14:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nowapakaɀimba, nowapakafunuka, noweciʋara,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuzvimba, kufunuka, kana gwapa rakacheneruka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana chokuzvimba kana chamatuzu, kana chevara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nowapakazvimba, nowapakafunuka, nowechivara,
Shona 2009?
nowapakazvimba, nowapakafunuka, nowechivara,
Shona SUB 2002 Bible
nowa pakazvimba, nowa pakafunuka, nowe chivara,