Leviticus 14:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuziʋisa muprista kana cinhu cisina‐kunaka kana cakanaka. Ndiwo murairo wamaperembudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti mugoziva kuti chinhu chakachena kana kuti hachina kuchena. Iyi ndiyo mirayiro yezvirwere zvinotapuriranwa zvamaperembudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuzivisa mupristi kana chinhu chisina kunaka kana chakanaka. Ndiwo murayiro wamaperembudzi.”
Shona 2009?
kuzivisa muprista kana chinhu chisina kunaka kana chakanaka. Ndiwo murayiro wamaperembudzi."
Shona SUB 2002 Bible
kuzivisa mupristi kana chinhu chisina kunaka kana chakanaka. Ndiwo murairo wamaperembudzi.”