Leviticus 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hari yevu inoɓatwa nomunhu uneɀinoyerera ŋgaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumŋe nomumŋe unofanira kusukurudzwa nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Hari yevhu ichabatwa nomurume iyeye inofanira kuputswa uye mudziyo upi zvawo wakagadzirwa nomuti unofanira kusukwa nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hari yevhu inenge yabatwa nomunhu ane zviri kubuda maari ngaipwanywe, kana uri upi zvawo mudziyo womuti ngausukwe nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hari yevhu inobatwa nomunhu une zvinoyerera ngaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumwe nomumwe anofanira kusukurudzwa nemvura.
Shona 2009?
Hari yevhu inobatwa nomunhu une zvinoyerera ngaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumwe nomumwe anofanira kusukurudzwa nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Hari yevhu inobatwa nomunhu une zvinoyerera ngaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumwe nomumwe anofanira kusukurudzwa nemvura.