Leviticus 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kanamunhu uneɀinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe okuɀinatsa kwake, ɀino asuke ŋguʋo dzake, ndokushambidza muʋiri wake nemvura inoyerera, anake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana murume acheneswa kubva pakuerera kwake anofanira kuverenga mazuva manomwe okucheneswa kwake; anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura yakachena, uye achava akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhurume uya ane zvanga zvichibuda maari zvamira kubuda, ngaagare mazuva manomwe okuchenurwa. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake mumvura yakanaka yakachena achava munhu akachenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu une zvinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe okuzvinatsa kwake, zvino asuke nguo dzake, ndokushambidza muviri wake nemvura inoyerera, anake.
Shona 2009?
"Kana munhu une zvinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe okuzvinatsa kwake, zvino asuke nguvo dzake, ndokushambidza muviri wake nemvura inoyerera, anake.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu une zvinoyerera akanatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe okuzvinatsa kwake, zvino asuke nguo dzake, ndokushambidza muviri wake nemvura inoyerera, anake.