Leviticus 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi worusere unofanira kutora njiʋa mbiri kana twana tuʋiri twenjiʋa, aʋuye pamberi paJehova pamukoʋa wetente rokusoŋgana, ape muprista idzedzo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri agouya nadzo pamberi paJehovha pamusuo weTende Rokusangana agodzipa kumuprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kuna Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira adzipe mupristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri kana twana tuviri twenjiva, auye pamberi paJehovha pamukova wetende rokusangana, ape mupristi idzedzo;
Shona 2009?
"Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri kana twana tuviri twenjiva, auye pamberi paJehovha pamukova wetende rokusangana, ape muprista idzedzo;
Shona SUB 2002 Bible
“Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri kana twana tuviri twenjiva, auye pamberi paJehovha pamukova wetende rokusangana, ape mupristi idzedzo;