Leviticus 15:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mbeu yomurume upi noupi ikaɓuɗa kwaari, unofanira kushambidza muʋiri wake wose nemvura, agoʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushamba muviri wake wose nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhurume akaburitsa mbeu dzomuviri wake, atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushambidza muviri wake wose nemvura, agova usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
"Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushambidza muviri wake wose nemvura, agova usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushambidza muviri wake wose nemvura, agova asina kunaka kusvikira usiku.