Leviticus 15:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋo ipi neipi, neɗebge ripi neripi, ɀaɗonherwa nembeu, ɀinofanira kusukwa nemvura, ɀiʋe ɀisina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange chipfeko chake kana dehwe rine mbeu rinofanira kusukwa nemvura uye zvichava zvisina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mbeu yake ikadonhera pachinhu chipi nechipi zvacho, chingave jira kana dehwe ngachigezwe. Chichava chakan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguo ipi neipi, nedehwe ripi neripi, zvadonherwa nembeu, zvinofanira kusukwa nemvura, zvive zvisina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
nguvo ipi neipi, nedebwe ripi neripi, zvadonherwa nembeu, zvinofanira kusukwa nemvura, zvive zvisina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Nguo ipi neipi, nedehwe ripi neripi, zvadonherwa nembeu, zvinofanira kusukwa nemvura, zvive zvisina kunaka kusvikira madeko.