Leviticus 15:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi ʋo wakaʋata nomurume nembeu, ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanofanira kuɀishambidza nemvura, ʋaʋe ʋasina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana murume akavata nomukadzi uye akabuda mbeu, vaviri ava vanofanira kushamba nemvura uye vachava vasina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana murume akarara nomukadzi, akaburitsa mbeu dzomuviri wake vose vari vaviri ngavashambe miviri yavo vachava vanhu vakan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadziwo wakavata nomurume nembeu, vose vari vaviri vanofanira kuzvishambidza nemvura, vave vasina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Mukadziwo wakavata nomurume nembeu, vose vari vaviri vanofanira kuzvishambidza nemvura, vave vasina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadziwo wakavata nomurume nembeu, vose vari vaviri vanofanira kuzvishambidza nemvura, vave vasina kunaka kusvikira usiku.