Leviticus 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukadzi aneɀinoyerera, ɀinoyerera pamuʋiri wake riri ropa, ucaʋa pakusanaka kwake mazuʋa manomŋe; aninani unomuɓata ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mukadzi ari kumwedzi, kusachena kwokuenda kumwedzi kwake kuchapera mushure mamazuva manomwe, uye ani naani achamubata achava asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
"Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira usiku.