Leviticus 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taurai naʋana ʋaIsraeri, muti kwaʋari: Kana murume aneɀimŋe ɀinoyerera, ɀinoɓuɗa pamuʋiri wake, ucaʋa usina‐kunaka nokuɗa kwokuyerera kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taurai navaIsraeri muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoerera, zvinobuda pamuviri wake, achava asina kunaka nokuda kwokuerera uku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhurume anezvinobuda maari kubuda kwazvo ikoko kwakan'ora.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taurai navana vaIsiraeri, muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoyerera, zvinobuda pamuviri wake, uchava usina kunaka nokuda kwokuyerera kwake.’
Shona 2009?
"Taurai navana vaIsiraeri, muti kwavari, `Kana murume ane zvimwe zvinoyerera, zvinobuda pamuviri wake, uchava usina kunaka nokuda kokuyerera kwake.'
Shona SUB 2002 Bible
“Taurai navana VaIsiraeri, muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoyerera, zvinobuda pamuviri wake, uchava asina kunaka nokuda kwokuyerera kwake.’