Leviticus 15:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cipi necipi caanoʋata pamsoro paco pakusanaka kwake cicaʋa cisina‐kunaka, ʋuye cinhu cipi necipi caanogara cicaʋa cisina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Chinhu chose chaachavata pachiri achiri kutevera chichava chisina kuchena uye chose chaachagara pachiri chichava chisina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chipi nechipi zvacho chaanovata kana chaanogara panguva yaanenge akan'ora chichava chakan'ora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu chipi nechipi chaanovata pamusoro pacho pakusanaka kwake chichava chisina kunaka, uye chinhu chipi nechipi chaanogara chichava chisina kunaka.
Shona 2009?
Chinhu chipi nechipi chaanovata pamusoro pacho pakusanaka kwake chichava chisina kunaka, uye chinhu chipi nechipi chaanogara chichava chisina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu chipi nechipi chaanovata pamusoro pacho pakusanaka kwake chichava chisina kunaka, uye chinhu chipi nechipi chaanogara chichava chisina kunaka.