Leviticus 15:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akaɓata cinhu ciri panhoʋo, kana cinhu cipi necipi caanogara, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubhedha kana chimwe chinhu chaanga akagara, kana munhu upi noupi akachibata achava asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chingava chaanovata kana chii zvacho chaanogara kana munhu akangochibata chete atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akabata chinhu chiri panhoo, kana chinhu chipi nechipi chaanogara, uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Kana akabata chinhu chiri panhovo, kana chinhu chipi nechipi chaanogara, uchava usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Kana akabata chinhu chiri panhoo, kana chinhu chipi nechipi chaanogara, uchava usina kunaka kusvikira usiku.