Leviticus 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoɓata ɀinhu iɀo ucaʋa usina‐kunaka, ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani achazvibata achava asina kuchena; anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anobata zvinhu izvozvo anon'ora, achava munhu akan'ora ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake nemvura. Achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani unobata zvinhu izvo uchava usina kunaka, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona 2009?
Ani naani unobata zvinhu izvo uchava usina kunaka, ngaasuke nguvo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani unobata zvinhu izvo uchava asina kunaka, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave asina kunaka kusvikira madeko.