Leviticus 15:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana anatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe; kana iwo apera ucaʋa wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana achinge acheneswa kubva pakuerera kwake anofanira kuverenga mazuva manomwe, mushure maizvozvo achava akachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka.
Shona 2009?
Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka.