Leviticus 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muʋiri wake uciɓuɗisa ɀinoyerera, kana muʋiri warega hawo kuɓuɗisa ɀinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvikaramba zvichibuda mumuviri wake kana kuti zvikamira zvichamuita kuti ave asina kuchena. Izvi ndizvo zvinoita kuti kuerera uku kumuite kuti ave asina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyu ndiwo mutemo pamusoro pokun'ora kunokonzerwa nokuzvirotera: kunyange zvinobuda izvozvo zvichibuda kamwechete kana kuramba zvichibuda, zvose zvinongomun'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.
Shona 2009?
Ndiko kusanaka kokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kokuyerera kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.