Leviticus 15:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo munofanira kuparadzanisa ʋana ʋaIsraeri pakusanaka kwaʋo, kuti ʋarege kufa pakusanaka kwaʋo, kana ʋaciȿiɓisa tabernakeri yaŋgu iri pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Munofanira kutsaura vaIsraeri kubva pazvinhu zvose zvinoita kuti vave vasina kuchena, kuitira kuti vasafa mukusachena kwavo nokuda kwokuti vasvibisa nzvimbo yandinogara, iri pakati penyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiko kutsauranisa kwauchaita vanenge van'ora nevanenge vasina pakati pavaIsiraeri, kuti varege kufa pamusana pokun'ora kwavanenge vanako, vachin'oresa tendhe rinoera riri pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saizvozvo munofanira kuparadzanisa vana vaIsiraeri pakusanaka kwavo, kuti varege kufa pakusanaka kwavo, kana vachisvibisa tabhenakeri yangu iri pakati pavo.
Shona 2009?
"Saizvozvo munofanira kuparadzanisa vana vaIsiraeri pakusanaka kwavo, kuti varege kufa pakusanaka kwavo, kana vachisvibisa tabhenakeri yangu iri pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Saizvozvo munofanira kuparadzanisa vana VaIsiraeri pakusanaka kwavo, kuti varege kufa pakusanaka kwavo, kana vachisvibisa tabhenakeri yangu iri pakati pavo.