Leviticus 16:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rinofanira kuʋa saɓata rokuzorora kwaɀo kwamuri, munofanira kucema pamŋeya yenyu; murairo usiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isabata rokuzorora, uye munofanira kuzvinyima; uyu murayiro unogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sabata, zuva rokuzorora, munofanira kuzvirwadzisa. Uyu murao uchagara uripo narini wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rinofanira kuva Sabata rokuzorora kwazvo kwamuri, munofanira kuchema pamweya yenyu; murayiro usingaperi.
Shona 2009?
Rinofanira kuva Sabata rokuzorora kwazvo kwamuri, munofanira kuchema pamweya yenyu; murayiro usingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Rinofanira kuva Sabata rokuzorora kwazvo kwamuri, munofanira kuchema pamweya yenyu; murairo usingaperi.