Leviticus 16:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uyu unofanira kuʋa murairo usiŋgaperi kwamuri, kuyananisira ʋana ʋaIsraeri kamŋe cete pagore pamsoro peɀiʋi ɀaʋo. Akaita seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kwamuri: Kuyananisira uku kunofanira kuitwa kamwe chete pagore, nokuda kwezvivi zvose zvavaIsraeri.” Uye zvakaitwa, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murao iwoyu uchagara uripo narini wokuti zvitadzo zvose zvevaIsiraeri zvinofanira kuripirwa kamwechete pagore.” Naizvozvo Mosesi akaita sezvaakaudzwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyu unofanira kuva murayiro usingaperi kwamuri, kuyananisira vana vaIsiraeri kamwe chete pagore pamusoro pezvivi zvavo.” Akaita sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.
Shona 2009?
Uyu unofanira kuva murayiro usingaperi kwamuri, kuyananisira vana vaIsiraeri kamwe chete pagore pamusoro pezvivi zvavo." Akaita sezvakanga zvarairwa Mozisi naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Uyu unofanira kuva murairo usingaperi kwamuri, kuyananisira vana VaIsiraeri kamwechete pagore pamusoro pezvivi zvavo.” Akaita sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.