Leviticus 17:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndakati kuʋana ʋaIsraeri: Kurege kuʋa nomumŋe wenyu ucadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ŋgaarege kudya ropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinoti kuvaIsraeri, “Hapana mumwe wenyu anofanira kudya ropa, uye hapana mutorwa agere pakati penyu anofanira kudya ropa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndakati kuvana vaIsiraeri, ‘Kurege kuva nomumwe wenyu uchadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ngaarege kudya ropa.’
Shona 2009?
Naizvozvo ndakati kuvana vaIsiraeri, `Kurege kuva nomumwe wenyu uchadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ngaarege kudya ropa.'
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndakati kuvana VaIsiraeri, ‘Kurege kuva nomumwe wenyu uchadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ngaarege kudya ropa.’