Leviticus 17:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana asiŋgadzisuki, kana kushambidza muʋiri wake, ucafanira kuʋa nemhoȿa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana akarega kusuka nguo dzake akashamba iye, achapiwa mhosva.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira kuva nemhosva yake.”
Shona 2009?
Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira' kuva nemhosva yake."
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira kuva nemhosva yake.”