Leviticus 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu upi noupi kunaʋeimba yaIsraeri unoʋuraya nzombe, kana gwaiana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unoɀiʋuraya kunze kwemisasa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
MuIsraeri upi zvake anobayira nzombe, gwayana kana mbudzi mumusasa kana kunze kwawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muIsiraeri upi noupi zvake kana akabaya mombe kana hwai kana mbudzi pamatendhe kana kunze kwenharaunda yematendhe iyoyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu upi noupi kuna veimba yaIsiraeri unouraya nzombe, kana gwayana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unozviuraya kunze kwemisasa,
Shona 2009?
Munhu upi noupi kuna veimba yaIsiraeri unouraya nzombe, kana gwayana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unozviuraya kunze kwemisasa,
Shona SUB 2002 Bible
Munhu upi noupi kuna veimba yaIsiraeri unouraya nzombe, kana gwayana, kana mbudzi, mukati memisasa, kana unozviuraya kunze kwemisasa,