Leviticus 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mŋanasikana womŋanakomana wako, kana mŋanasikana womŋanasikana wako; nokuti kufukurwa kwaʋo ndiko kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomwanasikana womwanakomana wako kana mwanasikana womwanasikana wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomuzukuru wako angave mwana womwanakomana wako kana mwana womwanasikana wako kutozvifumura ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mwanasikana womwanakomana wako, kana mwanasikana womwanasikana wako; nokuti kufukurwa kwavo ndiko kwako.
Shona 2009?
Usafukura mwanasikana womwanakomana wako, kana mwanasikana womwanasikana wako; nokuti kufukurwa kwavo ndiko kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mwanasikana womwanakomana wako, kana mwanasikana womwanasikana wako; nokuti kufukurwa kwavo ndiko kwako.