Leviticus 18:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mŋanasikana womukadzi waɓaɓa ʋako, wakaɓerekwa naɓaɓa ʋako, ihanɀadzi yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomwanasikana womukadzi wababa vako akaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomwana akaberekwa nababa wako nomumwe mukadzi, ihanzvadzi yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mwanasikana womukadzi wababa vako, wakaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.
Shona 2009?
Usafukura mwanasikana womukadzi wababa vako, wakaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mwanasikana womukadzi wababa vako, wakaberekwa nababa vako, ihanzvadzi yako.