Leviticus 18:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mainini ʋako, nokuti ihama yomumba mamai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomukoma kana munun'una wamai vako nokuti ihama yamai vako yepedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mainini vako, nokuti ihama yomumba mamai vako.
Shona 2009?
Usafukura mainini vako, nokuti ihama yomumba mamai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mainini vako, nokuti ihama yomumba mamai vako.