Leviticus 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura ɓaɓamunini ʋako, usasweɗera kumukadzi wake, ndimainini ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usazvidza munun'una kana mukoma wababa vako nokuswedera kumukadzi wavo kuti uvate naye; nokuti ndimaiguru kana mainini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura babamunini vako, usaswedera kumukadzi wake, ndimainini vako.
Shona 2009?
Usafukura babamunini vako, usaswedera kumukadzi wake, ndimainini vako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura babamunini vako, usaswedera kumukadzi wake, ndimainini vako.