Leviticus 18:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mukadzi womunuŋuna wako, ndiko kufukurwa kwomŋanakomana wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomukadzi womukoma kana munun'una wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwomukoma kana munun'una wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mukadzi womun'una wako, ndiko kufukurwa kwomwanakomana wako.
Shona 2009?
Usafukura mukadzi womunun'una wako, ndiko kufukurwa komwanakomana wako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mukadzi womun'una wako, ndiko kufukurwa kwomwanakomana wako.