Leviticus 18:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mukadzi pamŋe cete nomŋanasikana wake; usatora mŋanasikana womŋanakomana wake, kana mŋanasikana womŋanasikana wake, kuti umufukure; ihama dzomumba; ɀakashata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomukadzi pamwe chete nomwanasikana wake. Usasangana nomwanasikana womwanakomana wake kana mwanasikana womwanasikana wake; ihama dzake dzepedyo. Zvakaipa izvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomukadzi pedzepo wozotoranazve nemwanamusikana wake, kana kutorona nemwana womwanakomana wake kana nemwana womwanasikana wake. Vane ukama newe zvakaipa izvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mukadzi pamwechete nomwanasikana wake; usatora mwanasikana womwanakomana wake, kuti umufukure; ihama dzomumba; zvakashata.
Shona 2009?
Usafukura mukadzi pamwechete nomwanasikana wake; usatora mwanasikana womwanakomana wake, kuti umufukure; ihama dzomumba; zvakashata.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mukadzi pamwechete nomwanasikana wake; usatora mwanasikana womwanakomana wake, kuti umufukure; ihama dzomumba; zvakashata.