Leviticus 18:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usasweɗera kumukadzi kuti umufukure, acakaipa nokuʋa kumŋedzi kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usaswedera kumukadzi kuti usangane naye panguva yokusachena kwokuenda kumwedzi kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rega kutorana nomukadzi panguva yake yokutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usaswedera kumukadzi kuti umufukure, achakaipa nokuva kumwedzi kwake.
Shona 2009?
"Usaswedera kumukadzi kuti umufukure, achakaipa nokuva kumwedzi kwake.
Shona SUB 2002 Bible
“Usaswedera kumukadzi kuti umufukure, achakaipa nokuva kumwedzi kwake.