Leviticus 18:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Ndini Jehova, Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti, ‘Ini Tenzi ndini Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Ndini Jehovha, Mwari wenyu.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Ndini Jehovha, Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Ndini Jehovha, Mwari wenyu.