Leviticus 18:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti nyika irege kukurutsai ʋo, kana muciiȿiɓisa, seɀayakarutsa ʋanhu ʋakakutaŋgirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana mukasvibisa nyika, ichakurutsirai kunze sokurutsa kwayakaita marudzi aigaramo imi musati mavamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti nyika irege kukurutsaiwo, kana muchiisvibisa, sezvayakarutsa vanhu vakakutangirai.
Shona 2009?
kuti nyika irege kukurutsaiwo, kana muchiisvibisa, sezvayakarutsa vanhu vakakutangirai.
Shona SUB 2002 Bible
kuti nyika irege kukurutsaiwo, kana muchiisvibisa, sezvayakarutsa vanhu vakakutangirai.