Leviticus 18:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Itai ɀandakatoŋga ini, ceŋgetai ɀireʋo ɀaŋgu, kuti mufambe maɀiri; ndini Jehova, Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kutevera mitemo yangu uye mugochenjerera kuti mutevere mirayiro yangu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kuchengeta mitemo yangu nokuteerera mirao yangu, ive gwara renyu ramunofamba naro, Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Itai zvandakatonga ini, chengetai zvirevo zvangu, kuti mufambe mazviri; ndini Jehovha, Mwari wenyu.’
Shona 2009?
Itai zvandakatonga ini, chengetai zvirevo zvangu, kuti mufambe mazviri; ndini Jehovha, Mwari wenyu.'
Shona SUB 2002 Bible
Itai zvandakatonga ini, chengetai zvirevo zvangu, kuti mufambe mazviri; ndini Jehovha, Mwari wenyu.’