Leviticus 18:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgakurege kuʋa nomunhu unosweɗera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Hapana anofanira kuswedera kuhama yepedyo kuti avate naye. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha.
Shona 2009?
"Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha.