Leviticus 18:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafukura mukadzi waɓaɓa ʋako; ndiko kufukura ɓaɓa ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usasangana nomukadzi wababa vako izvi zvingazvidza baba vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako.
Shona 2009?
Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako.
Shona SUB 2002 Bible
Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako.