Leviticus 19:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musapika nhema nezita raŋgu, kuti usamhura zita raMŋari wako; ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Usapika nhema nezita rangu ugozvidza zita raMwari wako. Ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musapike nhema nezita rangu muchiipisa zita raMwari wenyu, ndini Tenzi ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musapika nhema nezita rangu, kuti usamhura zita raMwari wako; ndini Jehovha.
Shona 2009?
Musapika nhema nezita rangu, kuti usasvibisa zita raMwari wako; ndini Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Musapika nhema nezita rangu, kuti usamhura zita raMwari wako; ndini Jehovha.